Zvakazarurwa 13:1
Zvakazarurwa 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye shato yakamira pamahombekombe egungwa. Uye ndakaona chikara chichibuda mugungwa. Chakanga chine nyanga gumi nemisoro minomwe, nekorona gumi panyanga dzacho, uye pamusoro mumwe nomumwe paiva nezita rokumhura.
Zvakazarurwa 13:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ndakaona chikara chichikwira chichibva mugungwa, chine nyanga dzine gumi nemisoro minomwe; napamusoro penyanga dzacho pakanga pane korona dzine gumi, napamusoro pemisoro yacho mazita okumhura Mwari.
Zvakazarurwa 13:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakaona chikara chichibuda mugungwa chine nyanga gumi uye chine misoro minomwe nengundu gumi panyanga dziya nezita rokushonha Mwari pamisoro yacho.
Zvakazarurwa 13:1 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino ndakaʋona cikara cicikwira cicibva muguŋgwa, cinenyaŋga dzinegumi nemisoro minomŋe; napamsoro penyaŋga dzaco pakaŋga panekorona dzinegumi, napamsoro pemisoro yaco mazita okumhura Mŋari.