1 Madzimambo 18:44
1 Madzimambo 18:44 SCLBD
Iye akati, “Endako kanomwe.” Kechinomwe kacho akati, “Kuri kuoneka kakore kanenge chanza chomunhu kari kukwira kachibuda mugungwa.” Iye ndokuti, “Chikwira kuna Ahabhu undoti, sungai ngoro dzenyu dzehondo mutodzika zvenyu mungadaro mukadzivirirwa nemvura.”

