Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 18:44 - Compare All Versions

1 Madzimambo 18:44 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Kechinomwe muranda akati, “Gore duku rakaenzana nechanza chomunhu riri kukwira richibva mugungwa.” Saka Eria akati, “Enda undoudza Ahabhu kuti, ‘Sunga ngoro yako uburuke usati wadzivirirwa nemvura.’ ”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 BDSC

1 Madzimambo 18:44 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino panguva yechinomwe akati, “Tarirai, kune gore duku, rinokwira richibva mugungwa, rakafanana nechanza chomunhu.” Akati, “Enda, undoti kuna Ahabhi, ‘Sungai ngoro yenyu, muburuke, kuti murege kudzivirirwa nemvura.’ ”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SNA2002

1 Madzimambo 18:44 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Iye akati, “Endako kanomwe.” Kechinomwe kacho akati, “Kuri kuoneka kakore kanenge chanza chomunhu kari kukwira kachibuda mugungwa.” Iye ndokuti, “Chikwira kuna Ahabhu undoti, sungai ngoro dzenyu dzehondo mutodzika zvenyu mungadaro mukadzivirirwa nemvura.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SCLBD

1 Madzimambo 18:44 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino paŋguʋa yecinomŋe akati: Tarirai, kunegore ɗuku, rinokwira ricibva muguŋgwa, rakafanana necanza comunhu. Akati: Enda, undoti kunaAhabi: Suŋgai ŋgoro yenyu, muɓuruke, kuti murege kudziʋirirwa nemvura.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SUB1949

1 Madzimambo 18:44 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Iye akati, “Endako kanomwe.” Kechinomwe kacho akati, “Kuri kuoneka kakore kanenge chanza chomunhu kari kukwira kachibuda mugungwa.” Iye ndokuti, “Chikwira kuna Ahabhu undoti, sungai ngoro dzenyu dzehondo mutodzika zvenyu mungadaro mukadzivirirwa nemvura.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SCLB