1 Madzimambo 19:6
1 Madzimambo 19:6 SCLBD
Eriya akatarisa onei kumusoro kwake kune mupotohayi wakabikirwa pamatombo anopisa, kwaivawo neguchu remvura. Akadya akanwira mvura ndokurarazve.