Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 19:6 - Compare All Versions

1 Madzimambo 19:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Akatarisa-tarisa, akaona chingwa chakanga chabikwa pamazimbe omoto pedyo nomusoro wake, nechirongo chemvura. Akadya, akanwa, akabva arara zvakare.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 BDSC

1 Madzimambo 19:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Akatarira, akaona pedyo nomusoro wake chingwa chiduku chakanga chagochwa pamazimbe, nechirongo chemvura. Akadya, akanwa, akavata pasizve.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SNA2002

1 Madzimambo 19:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Eriya akatarisa onei kumusoro kwake kune mupotohayi wakabikirwa pamatombo anopisa, kwaivawo neguchu remvura. Akadya akanwira mvura ndokurarazve.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SCLBD

1 Madzimambo 19:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Akatarira, akaʋona pedyo nomusoro wake ciŋgwa ciɗuku cakaŋga cagocwa pamazimbe, neciroŋgo cemvura. Akadya, akanwa, akaʋata pasi ɀe.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SUB1949

1 Madzimambo 19:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Eriya akatarisa onei kumusoro kwake kune mupotohayi wakabikirwa pamatombo anopisa, kwaivawo neguchu remvura. Akadya akanwira mvura ndokurarazve.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SCLB