1 Samueri 23:16-17
1 Samueri 23:16-17 SCLBD
Jonatani, mwana waSauro akasimuka akaenda kuna Dhavhidhi kuHoreshi, akamusimbisa muna Mwari. Akamuti, “Usatye zvako nokuti baba vangu havambofa vakakunonga. Iwe ndiwe uchatova mambo weIsiraeri iniwo ndiri mutevedzeri wako. Baba vangu Sauro vanotozvizivawo.”

