2 Johani Zviri mutsamba yechipiri yaJohani
Zviri mutsamba yechipiri yaJohani
Tsamba yechipiri yaJohani yakanyorwa nomukuru mukuru wesangano achinyorera kune mumwe mudzimai navana vake. Pamwe, vana vari kurehwa vanogona kunge vachibatanidzira vanhu vainamata pamwechete nemhuri yomudzimai uyu. Tsamba iyi yakanyorerwa kuvakurudzira kugara upenyu hworudo, nokuvayambira nezvavadzidzisi venhema vasingagamuchiri Jesu Kristu norudzidziso rwake.
Aya ndiwo mamiriro akaita Tsamba yechipiri yaJohani
Kusuma (1:1–3)
Mutemo werudo une chokwadi (1:4–6)
Mhandu dzaKristu (1:7–13)
Zvasarudzwa nguva ino
2 Johani Zviri mutsamba yechipiri yaJohani: SCLBD
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
Shona Common Language Bible © Bible Society of Zimbabwe, 2008.