Tenzi Mwari wenyu ndiye wamunofanira kutevera, ndiye wamunofanira kuremekedza. Mitemo yake ndiyo yamunofanira kuchengeta. Teererai izwi rake, mumushandire, murambe makati kwati naye.
Verenga chikamu Kutsinhira Mutemo 13
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Kutsinhira Mutemo 13:4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo