Ezekieri 36:25
Ezekieri 36:25 SCLBD
Ndichakusasai mvura yakachena muchibva machenurwa kun'ora kwenyu kwose. Ndichakuchenurai kuzvifananidzo zvenyu zvokunamata.