Ezekieri 36:25 - Enzanisa Shanduro Dzose
Ezekieri 36:25 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichasasa mvura yakachena pamusoro penyu, uye muchava vakachena, ndichakunatsai patsvina yenyu yose napazvifananidzo zvenyu.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 36 BDSCEzekieri 36:25 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichasasa mvura yakachena pamusoro penyu, muve vakachena; ndichakunatsai matsvina enyu ose nezvifananidzo zvenyu zvose.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 36 SNA2002Ezekieri 36:25 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ndicasasa mvura yakacena pamsoro penyu, muʋe ʋakacena; ndicakunatsai matȿina enyu ose neɀifananidzo ɀenyu ɀose.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 36 SUB1949Ezekieri 36:25 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichakusasai mvura yakachena muchibva machenurwa kun'ora kwenyu kwose. Ndichakuchenurai kuzvifananidzo zvenyu zvokunamata.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 36 SCLBEzekieri 36:25 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ndichakusasai mvura yakachena muchibva machenurwa kun'ora kwenyu kwose. Ndichakuchenurai kuzvifananidzo zvenyu zvokunamata.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 36 SCLBD