Kuungudza Zviri mubhuku rino
Zviri mubhuku rino
Bhuku roKuungudza ibhuku renhetembo shanu dzokuchema kuparara kweJesaremu mugore 9 587 (K.A.A) Dzinochema kumiswa kwakaitwa kunamata muTemberi nokutapwa kwakaitwa vanhu namambo navatungamiri neshangwa yenzara yakawira vanhu nokurasa mwoyo kwavanhu. Chirango ichi chirango chinokodzerana nemhosva dzavanhu asi munyori anoratidza kuti zvakadaro zvazvo Mwari ndiMwari ane tsitsi, anoregerera, Mwari worudo anogona kugadziridza nokuzvidzorera pakare.
Aya ndiwo mamiriro akaita bhuku roKuungudza
Kuparadzwa kweJerusaremu (1:1–22)
Hasha dzaMwari (2:1–22)
Munamato wokukumbira ngoni (3:1–66)
Kukombwa kweJerusaremu (4:2–22)
Munamato wokuti zvinhu zvidzorerwe pakare (5:1–22)
Zvasarudzwa nguva ino
Kuungudza Zviri mubhuku rino: SCLBD
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
Shona Common Language Bible © Bible Society of Zimbabwe, 2008.