Kuverengwa 14:2
Kuverengwa 14:2 SCLBD
Gungano rose rakanyunyutira Mosesi naAroni vachiti, “Dai takafira zvedu kunyika yeIjipiti kana kuti tifire zvedu murenje muno!