Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Nziyo 40:1-2

Nziyo 40:1-2 SCLBD

Ndakamira ndamirirazve TENZI, iye akarerekera kwandiri akanzwa chichemo changu. Akandiburitsa mugomba rinounga, kubva munhope yomunyakwe. Akanditsikisa padombo akatsigisa kufamba kwangu.

Verenga chikamu Nziyo 40