Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvakaratidzwa 22:20-21

Zvakaratidzwa 22:20-21 SCLBD

Iye ari kutaura zvinhu izvi anoti, “Chokwadi ndiri kuuya zvino uno.” Ameni uyai Tenzi Jesu. Chikomborero chokuitirwa nyasha naTenzi wedu Jesu ngachive navanhu vose. Ameni.