Zvakazarurwa 22:20-21
Zvakazarurwa 22:20-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uyo anopupura zvinhu izvi anoti, “Hongu, ndinokurumidza kuuya.” Ameni. Uyai, Ishe Jesu. Nyasha dzaIshe Jesu ngadzive navanhu vaMwari. Ameni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 22Zvakazarurwa 22:20-21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye anopupura izvozvi anoti, “Hongu, ndinokurumidza kuuya.” Ameni, uyai, Ishe Jesu. Nyasha dzaIshe Jesu ngadzive navose. Ameni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 22Zvakazarurwa 22:20-21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye ari kutaura zvinhu izvi anoti, “Chokwadi ndiri kuuya zvino uno.” Ameni uyai Tenzi Jesu. Chikomborero chokuitirwa nyasha naTenzi wedu Jesu ngachive navanhu vose. Ameni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 22