1 Samueri 24:7
1 Samueri 24:7 SCLB
Dhavhidhi akadzora vanhu vake namazwi iwaya akavarambidza kurwisa Sauro. Sauro akasimuka akabuda mubako muya oenda zvake.