Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Vakorinde 2:14-15

2 Vakorinde 2:14-15 SCLB

Mwari ngaatendwe anoita kuti, muna Kristu tikurire nguva dzose uye nematiri anoparadzira kose vose kunhuwirira kwokuzivikanwa kwake. Iyesu ndisu kunhuwirira kwaKristu kuna Mwari pakati pavari kuponeswa napakati pavari kuparadzwa.