Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Dhanieri 10:19

Dhanieri 10:19 SCLB

Akati, “Nhaiwe, munhu wapamwoyo chaiyechaiye, usatye, rugare ngaruve newe. Shinga utsunge mwoyo.” Paakataura kwandiri ndakabva ndasimbaradzwa ndokubva ndati, “Changamire chiregai nditaure nemi nokuti mandisimbaradza.”

Verenga chikamu Dhanieri 10