Kutsinhira Mutemo 23:21
Kutsinhira Mutemo 23:21 SCLB
“Kana watsidzira Tenzi Mwari wako mhiko usazorega kuita zvaunenge watsidza nokuti Tenzi Mwari wako anotarisira kuti utoita chete zvawakatsidza ukarega kuzviita chatova chitadzo.