Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Dhuteronomi 23:21 - Enzanisa Shanduro Dzose

Dhuteronomi 23:21 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Kana ukaita mhiko pamberi paJehovha Mwari wako, usanonoka kuiripa, nokuti Jehovha Mwari wako zvirokwazvo achaibvunza kwauri uye uchava nemhosva yechivi.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 23 BDSC

Dhuteronomi 23:21 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Kana ukapikira Jehovha Mwari wako mhiko, usanonoka kuiripa; nokuti zvirokwazvo, Jehovha Mwari wako uchaibvunza kwauri; zvingava zvivi kwauri.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 23 SNA2002

Dhuteronomi 23:21 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Kana ukapikira Jehova Mŋari wako mhiko, usanonoka kuiripa; nokuti ɀirokwaɀo, Jehova Mŋari wako ucaibvunza kwauri; ɀiŋgaʋa ɀiʋi kwauri.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 23 SUB1949

Dhuteronomi 23:21 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Kana watsidzira Tenzi Mwari wako mhiko usazorega kuita zvaunenge watsidza nokuti Tenzi Mwari wako anotarisira kuti utoita chete zvawakatsidza ukarega kuzviita chatova chitadzo.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 23 SCLB

Dhuteronomi 23:21 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Kana watsidzira Tenzi Mwari wako mhiko usazorega kuita zvaunenge watsidza nokuti Tenzi Mwari wako anotarisira kuti utoita chete zvawakatsidza ukarega kuzviita chatova chitadzo.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 23 SCLBD