Kutsinhira Mutemo 30:9
Kutsinhira Mutemo 30:9 SCLB
Tenzi Mwari wako achakupfumisa kwazvo pane zvose zvauchaita namaoko ako, achakupa vana vazhinji, nemombe dzakawanda nezvokukohwa zvizhinji nokuti Tenzi achakufarira achikuita kuti ubudirire sokufarira kwaakaita madzibaba ako,

