Zvino mumwedzi wegumi nechipiri, mumwedzi waAdhari, pamusi wegumi nechitatu wemwedzi wakarewo, pacho paifanira kuti zvakarehwa nomurao uya nechirevo chamambo zvichiitwa, musi wacho chaiwo waitarisirwa navavengi vevaJudha kuti vaJudha vava kuzova mumaoko medu, asi zuva iroro rakanga ratosandurwa kuti richiva zuva rokuti vaJudha vaise vavengi vavo mumaoko mavo
Verenga chikamu Esita 9
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Esita 9:1
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo