Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ezekieri 4:6

Ezekieri 4:6 SCLB

“Kana wapedza mazuva iwaya, unofanira kuvata kechipiri nokurudyi kwako utakure chirango chevemba yokwaJudha. Ndinokutemera makumi mana amazuva, zuva richimiririra gore.

Verenga chikamu Ezekieri 4