Ezekieri 4:6
Ezekieri 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Kana uchinge wapedza izvi, uvatezve pasi, panguva ino, norutivi rwako rworudyi, ugotakura chivi cheimba yaJudha. Ndakakutarira mazuva makumi mana, zuva rimwe pagore roga roga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 4Ezekieri 4:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kana wapedza mazuva awa, uvate pasi norutivi rwako rworudyi, kuti utakure zvakaipa zveimba yaJudha; ndakakutarira mazuva ana makumi mana, zuva rimwe nerimwe rifananidze gore.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 4Ezekieri 4:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Kana wapedza mazuva iwaya, unofanira kuvata kechipiri nokurudyi kwako utakure chirango chevemba yokwaJudha. Ndinokutemera makumi mana amazuva, zuva richimiririra gore.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 4