Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mavambo 39:7-9

Mavambo 39:7-9 SCLB

Gare gare mudzimai waPotifari akachiva Josefi, akamukumbira kuti aite chakaipa naye. Asi Josefi akaramba akati kumudzimai watenzi wake, “Tarisai muone, tenzi wangu aineni kudai, hapana chinhu chaanombozvinetsa nacho mumba, uye vakaisa zvinhu zvose zvavanazvo mumaoko angu. Hakuna munhu ane simba kudarika ini pamba pano. Tenzi wangu akandipa masimba pamusoro pezvinhu zvose, kunze kwenyu imi moga nokuti muri mudzimai wake. Zvino ndingagoita sei chinhu chakaipa kudaro ndichitadzira Mwari?”

Verenga chikamu Mavambo 39