Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvakaratidzwa 12:5-6

Zvakaratidzwa 12:5-6 SCLB

Akasununguka mwana mukomana aizotonga marudzi ose avanhu netsvimbo yesimbi. Mwana akabva anzi hwetu kuendwa naye kuna Mwari nokuchigaro chake choumambo. Mudzimaiwo ndokuti ware kutizira kurenje kune nzvimbo yaakanga agadzirirwa naMwari maaizoriritirwa kwamazuva ane chiuru namazana maviri namakumi matanhatu.