Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Varoma 10:9-10

Varoma 10:9-10 SCLB

nokuti kana ukataura nomuromo wako kuti Jesu ndiTenzi uchitenda mumwoyo mako kuti Mwari akamumutsa muvakafa uchaponeswa. Zviripo ndezvokuti munhu anotenda mumwoyo wake naizvozvo anorumiswa, uye anobvuma nomuromo wake, anoponeswa naizvozvo.

Verenga chikamu Varoma 10