VaRoma 10:9-10
VaRoma 10:9-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kuti kana ukapupura nomuromo wako kuti, “Jesu ndiye Ishe” uye ukatenda mumwoyo mako kuti Mwari akamumutsa kubva kuvakafa, uchaponeswa. Nokuti unotenda nomwoyo wako ugoruramisirwa, uye unopupura nomuromo wako ugoponeswa.
VaRoma 10:9-10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kana, kuti uchipupura nomuromo wako kuti Jesu ndiye Ishe, nokutenda mumwoyo mako, kuti Mwari akamumutsa kuvakafa, uchaponeswa; nokuti munhu anotenda nomwoyo, ndokururamiswa; anopupura nomuromo, ndokuponeswa.
VaRoma 10:9-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti kana ukataura nomuromo wako kuti Jesu ndiTenzi uchitenda mumwoyo mako kuti Mwari akamumutsa muvakafa uchaponeswa. Zviripo ndezvokuti munhu anotenda mumwoyo wake naizvozvo anorumiswa, uye anobvuma nomuromo wake, anoponeswa naizvozvo.
VaRoma 10:9-10 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
kuti, kana ucipupura nomuromo wako kuti Jesu ndiye Ishe, nokutenda mumŋoyo mako, kuti Mŋari wakamumutsa kuʋakafa, ucaponeswa; nokuti munhu unotenda nomŋoyo, ndokururamiswa; unopupura nomuromo, ndokuponeswa.
VaRoma 10:9-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)