1 Madzimambo 12:8
1 Madzimambo 12:8 BDSC
Asi Rehobhoamu akaramba zano raakanga apiwa navakuru akandobvunza majaya ezera rake aakanga akura nawo, avo vakanga vava kumushandira.