1 Madzimambo 18:39
1 Madzimambo 18:39 BDSC
Vanhu vose pavakaona izvi, vakawira pasi nezviso zvavo, vakadanidzira vachiti, “Jehovha ndiye Mwari! Jehovha ndiye Mwari!”