Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jobho 1:20-22

Jobho 1:20-22 BDSC

Ipapo Jobho akasimuka ndokubvarura nguo dzake akaveura musoro wake. Ipapo akawira pasi akanamata achiti: “Ndakabuda mudumbu ramai vangu ndiri mushwi, uye ndichadzokera ndiri mushwi. Jehovha akapa uye Jehovha akatora, Zita raJehovha ngarirumbidzwe.” Pazvinhu izvi zvose, Jobho haana kutadza kana kupa Mwari mhosva.