Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 21:42

Mateo 21:42 BDSC

Jesu akati kwavari, “Hamuna kutomborava here muMagwaro panoti: “ ‘Ibwe rakarambwa navavaki ndiro rakazova musoro wekona. Ishe aita izvi, uye zvinoshamisa pamberi pedu’?