Mateo 21:42
Mateo 21:42 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Jesu akati kwavari, “Hamuna kumboverenga here muMagwaro Matsvene kuti, ‘Dombo rakarambwa navavaki ndiro rakazova romusimboti rapakona? Uku kuita kwaTenzi uye kunotishamisa zvikuru.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 21Mateo 21:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati kwavari, “Hamuna kutomborava here muMagwaro panoti: “ ‘Ibwe rakarambwa navavaki ndiro rakazova musoro wekona. Ishe aita izvi, uye zvinoshamisa pamberi pedu’?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 21Mateo 21:42 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati kwavari, “Hamuna kutongorava here muMagwaro paye panoti: ‘Ibwe rakaraswa navavaki, Ndiro rakazova musoro wekona; Izvozvo zvakaitwa naIshe, Zvinoshamisa pameso edu?’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 21