Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 4:39-40

Mako 4:39-40 BDSC

Akamuka, akarayira mhepo uye akati kumafungu, “Nyarara! Dzikama!” Ipapo mhepo yakapera uye kukadzikama zvikuru. Akati kuvadzidzi vake, “Munotyireiko zvakadai? Hamusati mava nokutenda here?”

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMako 4:39-40