Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Numeri 20:8

Numeri 20:8 BDSC

“Tora tsvimbo uye iwe nomukoma wako Aroni muunganidze ungano pamwe chete. Utaure kudombo pamberi pavo rigobudisa mvura yaro. Iwe uchabudisa mvura kubva mudombo kuti vanwe ivo nezvipfuwo zvavo.”