Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 95:1-2

Mapisarema 95:1-2 BDSC

Uyai, tiimbire Jehovha nomufaro; ngatidanidzirei kuDombo roruponeso rwedu. Ngatisvikei pamberi pake nokuvonga uye timukudze nenziyo.