Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesi 40:8

Genesi 40:8 SUB

Vakati kwaari, “Tarota hope, asi hakuna munhu anogona kudzidudzira.” Josefa akati kwavari, “Kududzira hakuzi kwaMwari here? Dondirondedzerai henyu.”

Verenga chikamu Genesi 40