Genesisi 40:8
Genesisi 40:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Vakamuti, “Tarota hope dzedu, asi tashaya munhu anogona kudzidudzira.” Josefi ndokuti kwavari, “Ko handiti kududzira hope ndokwaMwari here? Dondirondedzerai henyu ndinzwe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 40Genesisi 40:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakapindura vakati, “Tose tiri vaviri tarota hope, asi hakuna munhu angadzidudzira.” Ipapo Josefa akati kwavari, “Ko, kududzira hakuzi kwaMwari here? Ndiudzei kurota kwenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 40Genesisi 40:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakati kwaari, “Tarota hope, asi hakuna munhu anogona kudzidudzira.” Josefa akati kwavari, “Kududzira hakuzi kwaMwari here? Dondirondedzerai henyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 40