1 VaKorinde 10:12
1 VaKorinde 10:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka, kana uchifunga kuti wakamira zvakasimba, chenjera kuti urege kuwa!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 101 VaKorinde 10:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo, anoti ndinomira, ngaachenjere kuti arege kuwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 101 VaKorinde 10:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo munhu wose anofunga kuti akamira ngaazvingwarire nokuti angadaro akaputsika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 10