1 VaKorinde 12:4-6
1 VaKorinde 12:4-6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino marudzi mazhinji ezvipo aripo, asi Mweya ndomumwe. Marudzi mazhinji okushumira aripo, asi Ishe mumwe. Marudzi mazhinji amabasa aripo, asi Mwari mumwe, iye anobata zvose muna vose.
1 VaKorinde 12:4-6 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino marudzi mazhinji eɀipo ari’po, asi Mŋeya ndomumŋe. Marudzi mazhinji okushumira ari’po, ʋuye Ishe mumŋe. Marudzi mazhinji amaɓasa ari’po, asi Mŋari mumŋe, iye unoɓata ɀose munaʋose.
1 VaKorinde 12:4-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kuna marudzi akasiyana ezvipo, asi Mweya ndomumwe. Kuna marudzi akasiyana oushumiri, asi Ishe mumwe. Kuna marudzi akasiyana amabasa, asi Mwari mumwe ndiye anoita zvose muvanhu vose.
1 VaKorinde 12:4-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kune mhando dzakasiyana–siyana dzezvipo asi anozvipa ndiye Mweya mumwecheteyo. Kune mhando dzamabasa dzakasiyana–siyana asi Tenzi ndiye mumwechete. Kune mhando dzokushanda kwakasiyana–siyana asi Mwari ndiye mumwechete anozvifemera muna vose.
1 VaKorinde 12:4-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)