1 VaKorinde 2:10
1 VaKorinde 2:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Mwari akazviratidza kwatiri isu noMweya wake. Mweya anonzvera zvinhu zvose, kunyange nezvakadzika zvaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 21 VaKorinde 2:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Mwari akazviratidza izvo kwatiri isu naMweya; nokuti Mweya anonzvera zvose, nezvakadzika zvaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 21 VaKorinde 2:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Izvozvo ndizvo zvaakatizivisa nokuna Mweya, nokuti Mweya anotsvagurudza zvose kunyange zvinhu zvoudzamu hwaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 2