1 VaKorinde 2:12
1 VaKorinde 2:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hatina kugamuchira mweya wenyika ino asi Mweya unobva kuna Mwari; kuti tinzwisise zvatakapiwa naMwari pachena.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 21 VaKorinde 2:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino isu hatina kugamuchira mweya wenyika, asi Mweya unobva kuna Mwari; kuti tizive izvo zvatakangopiwa hedu naMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 21 VaKorinde 2:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino hatina kugamuchira mweya wapanyika asi Mweya anobva kuna Mwari kuti tizive zvipo zvatinopiwa pachena naMwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 2