1 VaKorinde 2:14
1 VaKorinde 2:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu asina Mweya haangagamuchiri zvinhu zvinobva kuMweya waMwari, nokuti zvinonzwisisika nomweya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 21 VaKorinde 2:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino munhu sezvaakaberekwa haagamuchiri zvinhu zvoMweya waMwari; nokuti upenzi kwaari; haazvinzwisisi, nokuti zvinonzwisiswa naMweya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 21 VaKorinde 2:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu asina Mweya haakwanisi kugamuchira zvipo zvaMweya Mutsvene waMwari nokuti ndezvoupenzi kwaari, uye haagoni kuzvinzwisisa nokuti zvinogona kunzwisiswa nomunhu ana Mweya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 2