1 VaKorinde 2:4-5
1 VaKorinde 2:4-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Shoko rangu nokuparidza kwangu zvakanga zvisina mashoko okugombedzera nouchenjeri, asi nokuratidza kwesimba raMweya, kuti kutenda kwenyu kurege kuva kwouchenjeri hwavanhu, asi kuve kwesimba raMwari.
1 VaKorinde 2:4-5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
neshoko rangu nokuparidza kwangu hazvizaiva namashoko okugombedzera ouchenjeri; asi nokuratidza kwoMweya nokwesimba; kuti kutenda kwenyu kurege kuva muuchenjeri hwavanhu, asi musimba raMwari.
1 VaKorinde 2:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Shoko rangu nokuparidza kwangu zvakanga zvisiri zvokupwisa vanhu namazwi oungwaru asi kuratidza Mweya nesimba kuti musimboti wechitendero chenyu urege kuva ungwaru hwavanhu asi simba raMwari.
1 VaKorinde 2:4-5 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
neshoko raŋgu nokuparidza kwaŋgu haɀizaiʋa namashoko okugombedzera oʋucenjeri; asi nokuratidza kwoMŋeya nokwesimba; kuti kutenda kwenyu kurege kuʋa muʋucenjeri bgaʋanhu, asi musimba raMŋari.