1 VaKorinde 2:9
1 VaKorinde 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Hakuna ziso rakaona, hakuna nzeve yakanzwa; hakuna zvakapinda mumurangariro womunhu, zvakagadzirirwa naMwari vaya vanomuda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 21 VaKorinde 2:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Izvo zvisina kuonekwa neziso, kana kunzwika nenzeve, Nezvisina kupinda mumwoyo womunhu, Ndizvo Mwari zvaakagadzirira vanomuda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 21 VaKorinde 2:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi sokunyorwa kwazvakaitwa zvinonzi, “Mwari zvaakagadzirira vanomuda hapana ziso rati razviona kana nzeve yati yazvinzwa kana munhu ati ambozviisa mupfungwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 2