1 Johani 2:1
1 Johani 2:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vana vangu vandinoda, ndinonyora izvi kwamuri kuti murege kutadza. Asi kana munhu akatadza, tine murevereri kuna Baba, Jesu Kristu, Iye Akarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 21 Johani 2:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vana vangu vaduku, ndinokunyorerai zvinhu izvi, kuti, murege kutadza. Kana munhu achitadza, tinomurevereri kuna Baba, iye Jesu Kristu akarurama
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 21 Johani 2:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanangu ndiri kukunyorerai izvi kuti murege kupara chitadzo. Asi mumwe wenyu akaita chitadzo tino murevereri pana Baba, iye Jesu mururami.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 2