1 Johani 2:22
1 Johani 2:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndianiko murevi wenhema? Ndiye munhu anoramba kuti Jesu ndiye Kristu. Munhu akadaro ndiye andikristu, anoramba Baba noMwanakomana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 21 Johani 2:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndianiko murevi wenhema, kana asati ari iye anoramba kuti Jesu ndiye Kristu? Ndiye antikristu, anoramba Baba noMwanakomana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 21 Johani 2:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndiani munyepi? Kusiya uyo anoramba kuti Jesu ndiye Kristu. Iyeyo ndiyo mhandu yaKristu nokuti anoramba Baba naMwanakomana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 2