1 Johani 2:5
1 Johani 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi kana munhu achiteerera shoko rake, zvirokwazvo rudo rwaMwari runokwaniswa maari. Izvi ndizvo zvatinoziva nazvo kuti tiri maari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 21 Johani 2:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
asi uyo, anochengeta shoko rake, rudo rwaMwari rwakwaniswa maari zvirokwazvo. Ndizvo zvinotizivisa kuti tiri maari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 21 Johani 2:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi anochengeta shoko rake, maari rudo rwaMwari runobva rwanyatsozadzikiswa. Izvozvo ndizvo zvinobva zvatiratidza kuti takabatana naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 2