1 Johani 3:11
1 Johani 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Iri ndiro shoko ramakanzwa kubva pakutanga: Tinofanira kudanana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ndiro shoko ramakanzwa kubva pakutanga, kuti tidane
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti ndiro shoko ramakanzwa kubvira pakutanga, rokuti tinofanira kudanana
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 3