1 Johani 3:17
1 Johani 3:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana munhu ane pfuma uye akaona hama yake ichishayiwa, asi akasainzwira tsitsi, rudo rwaMwari rungagara maari seiko?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi kana munhu ane pfuma yenyika, akaona hama yake ichishayiwa, akamupfigira tsitsi dzake, rudo rwaMwari runogara seiko maari?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ngatitii munhu ane upfumi hwapanyika akaona mumwe wake asina chokubata iye womuomesera mwoyo pakadaro rudo rwaMwari runganzi ruri maari sei?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 3